• Have you ever thought of a powdered pap #akamu #ogi #koko #pap
    Have you ever thought of a powdered pap #akamu #ogi #koko #pap
    0 Комментарии 0 Поделились 89 Просмотры
  • React before you read

    https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U

    *MESSAGE TO ALL COUPLES*

    *Idawo mumwe wako achiripo*

    Idawo umwe wako achiripo, cherechedzavo kugona kwake umupembedzewo uchine mukana wacho.

    Paya paunoona achiuya nenhunguru, matohwe kubva kusango, inyaya yokuda kuti urerukirwe achiripo nekuti zuva rimwe achaenda.
    Hongu kukosha kweZino kunonyanya kuonekwa rava vende asi iwe wadii wakurumidza kupepuka mashandisa mazuva enyu kupanana tariro nerudo.

    Zuva rimwe chete uchagara seri kwe door wakamurinda azorora hake nehupenzi hwake hwaunopembedza asi ndiro zuva rauchapepuka kunatsoziva kukosha kwake.

    Vachakuti nedzoi asi haagoni kudzoka, ipapo matama ako dzichange hova dzenzizi iri misodzi ipapo ndipo pauchatanga kuziva kukosha kwake asi aenda hake. Uchaita mibvunzo yakawanda isina anodaira, ugozvipa mhosva asi usisina mukana wekukumbira ruregerero .

    Mubhedha wauri kushandisa kumufuratira uye kumubaya negokora uchimutongesa matare asingaperi uyu , uchapepuka pakati peusiku uchiona uri wega ndangariro dzenguva yamuri kutambisa iyi dzicha kudya moyo. Wadiii kumudawo achipo aite manyawi.

    Inga wani vakuru vakati benzi nderako kudzana uno pururudza 💃🏾. Ko wagodirei kuti paari kudzana iwe woboora ngoma imi maigona kuzo pfichuka ngoma mese musi wemutambo?

    Mutsiure murudo, mukoshese, muregerere paano potsa mushandise mazuva enyu mashoma aya murudo .

    🙆🏿‍♂️ Zvokwadi haurevesi kuisa paStatus mufananidzo wembwa iye aripo asi aenda wozoda kuisa mufananidzo wake ari muCoffin.

    Zvichazobatsirei kunyora paStatus kuti *Rest in Peace* iwe uchimushaisa rugare achiripo kudai?

    Mudevo, mugamuchire, muregerere achiripo. shandisaivo mazuva enyu mashoma aya murudo.

    *Dananai ma couples mukana uchiripo*
    React before you read https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U *MESSAGE TO ALL COUPLES* *🤷‍♂️Idawo mumwe wako achiripo* Idawo umwe wako achiripo, cherechedzavo kugona kwake umupembedzewo uchine mukana wacho. 😭Paya paunoona achiuya nenhunguru, matohwe kubva kusango, inyaya yokuda kuti urerukirwe achiripo nekuti zuva rimwe achaenda. Hongu kukosha kweZino kunonyanya kuonekwa rava vende asi iwe wadii wakurumidza kupepuka mashandisa mazuva enyu kupanana tariro nerudo. 😭Zuva rimwe chete uchagara seri kwe door wakamurinda azorora hake nehupenzi hwake hwaunopembedza asi ndiro zuva rauchapepuka kunatsoziva kukosha kwake. 🤝Vachakuti nedzoi asi haagoni kudzoka, ipapo matama ako dzichange hova dzenzizi iri misodzi ipapo ndipo pauchatanga kuziva kukosha kwake asi aenda hake. Uchaita mibvunzo yakawanda isina anodaira, ugozvipa mhosva asi usisina mukana wekukumbira ruregerero . 🤷‍♂️Mubhedha wauri kushandisa kumufuratira uye kumubaya negokora uchimutongesa matare asingaperi uyu , uchapepuka pakati peusiku uchiona uri wega ndangariro dzenguva yamuri kutambisa iyi dzicha kudya moyo. Wadiii kumudawo achipo aite manyawi. Inga wani vakuru vakati benzi nderako kudzana uno pururudza 💃🏾. Ko wagodirei kuti paari kudzana iwe woboora ngoma imi maigona kuzo pfichuka ngoma mese musi wemutambo? 🤷‍♂️Mutsiure murudo, mukoshese, muregerere paano potsa mushandise mazuva enyu mashoma aya murudo . 🙆🏿‍♂️ Zvokwadi haurevesi kuisa paStatus mufananidzo wembwa iye aripo asi aenda wozoda kuisa mufananidzo wake ari muCoffin. 🤷‍♂️Zvichazobatsirei kunyora paStatus kuti *Rest in Peace* iwe uchimushaisa rugare achiripo kudai? Mudevo, mugamuchire, muregerere achiripo. shandisaivo mazuva enyu mashoma aya murudo. *❤️Dananai ma couples mukana uchiripo*
    0 Комментарии 0 Поделились 84 Просмотры

    WHATSAPP.COM
    💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃 | WhatsApp Channel
    💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃 WhatsApp Channel. *❤️MARRIAGE IS A BEAUTIFUL THING CREATED BY GOD,* *FOR YOU TO ENJOY IT THERE ARE SOME TIPS AND ADVICE YOU NEED TO LEARN:🌹* *6 SECRETS IN MARRIAGE THAT WILL SAVE YOUR RELATIONSHIP FOR BETTER!*🍹 Secret 1 *Everyone you marry has a weakness. So if you focus on your spouse's weakness you can't get the best out of his strength.* Secret 2 *Everyone has a dark history. No one is an angel. When you get married or you want to get married stop digging into someone's past. What matters most is the present life of your partner. Old things have passed away. Forgive and forget. Focus on the present and the future.* Secret 3 *Every marriage has its own challenges. Marriage is not a bed of roses. Every good marriage has gone through its own test of blazing fire. True love proves in times of challenges. Fight for your marriage. Make up your mind to stay with your spouse in times of need. Remember the vow For better for worse. In sickness and in health be there.* Secret 4 *Every marriage has different levels of success. Don't compare your marriage with any one else. We can never be equal. Some will be far, some behind. To avoid marriage stresses, be patient, work hard and with time your marriage dreams shall come true.* Secret 5 *To get married is declaring war. When you get married you must declare war against enemies of marriage. Some enemies of marriage are:* 1. Ignorance 2. Prayerlessness 3. Unforgiveness 4. Third party influence 5. Stinginess 6. Stubbornness 7. Lack of love 9. Rudeness 10. Laziness 11. Disrespect 12. Cheating Be ready to fight to maintain your marriage zone. Secret 6 *There is no perfect marriage.There is no ready made marriage. Marriage is hard work. Volunteer yourself to work daily on it.* *Marriage is like a car that needs proper maintenance and proper service. If this is not done it will break down somewhere exposing the owner to danger or some unhealthy circumstances Let us not be careless about our marriages.🙏*. 38K followers
    0 Комментарии 1 Поделились 133 Просмотры
  • THE UNPOPULAR FACT ABOUT EATING BREAD

    We grew up thinking bread was a gift, something for the elite and special. In my town, it is in your subconscious that you buy bread while travelling.

    Bread came with warmth, laughter around breakfast tables, and quick dinners on tired nights.

    But no one told us that the same bread we trusted could become a slow poison stitched into our very bloodstream.

    Bread today is not the bread of our ancestors.
    It is a chemistry experiment, refined starch, stripped fiber, added sugars, hydrogenated oils, emulsifiers, bleaching agents, bromates, each ingredient hijacking our biology in ways our tongues can't taste, but our cells can't ignore.

    At the molecular level, that soft, fluffy slice explodes into glucose almost instantly.
    Your blood sugar surges like a river breaking its banks.

    Insulin pours out to contain the flood, but the damage has begun:
    fat lodges into the liver, mitochondria sputter under oxidative stress, your gut barrier cracks open, and inflammation becomes a permanent resident in your body.

    Bread is not just food anymore. It is instruction, a dangerous message telling your cells to store fat, to inflame, to age, to decay.

    The evidence is no longer hidden. As far back as 1916, Dr. J.R. Lowery, writing in the Texas Medical Journal, showed that bread was no innocent staple. He traced pellagra, a disease of dementia, diarrhea, and death, to poor-quality bread.

    Today, leading scholars like Professor Robert Lufkin show how bread fuels the global epidemics of type 2 diabetes, fatty liver, heart disease, cognitive decline, and autoimmune breakdown.

    Still, every morning in Nigeria and across Africa, the rituals continue.
    Bread with Akamu.
    Bread with noodles.
    Bread with sugary tea.
    Bread stuffed with beans.
    Bread as the cheap filler when hunger knocks and patience is thin.

    But while our mouths are satisfied, our bodies are paying debts we cannot see.
    The pancreas exhausted.
    The liver suffocating under fat.
    The gut inflamed and leaking toxins into the bloodstream.
    The brain clouded by silent inflammation.

    You think it’s normal to feel tired by noon.
    You think it’s normal to forget names, to wake up with back pain, to feel your skin dull and your moods crash without warning.
    But it is not normal.
    It is metabolic deregulation.
    It is the price of silent addiction.

    Bread is engineered to addict you.
    Not by taste alone, but by chemistry, through rapid glucose spikes and dopamine floods that hijack the reward circuits of your brain.
    You crave not because you are weak, but because the food was designed to make you need more.

    When you remove bread, you do not just lose weight.
    You reclaim energy.
    You reclaim focus.
    You reclaim clarity, skin vibrancy, digestive peace, metabolic dignity.

    Diseases the world accepts as normal, ulcers, gastritis, high cholesterol, type 2 diabetes, arthritis, fatty liver, begin to retreat when the bread trap is broken.

    This is not guesswork. It is clinical reality.
    It is biophysics.
    It is the quiet cry of your mitochondria for mercy.

    Our ancestors did not survive on bleached flour and processed oils.
    They ate foods that spoke the language of the body: roots, tubers, fresh grains, leafy greens, real proteins, slow-burning energy.
    Their bodies moved with the seasons, not against them.
    Their health was not perfect, but it was coherent, not this metabolic chaos normalized today.

    You have a choice.

    Every bite is a signal.
    Every meal is a decision.
    Either you build health, or you build dysfunction.

    I no longer eat bread.
    Not because of fear, but because of love, for my cells, for my future, for the silent miracles happening inside me every second I choose rightly.

    You owe yourself that love too.

    Bread is the comfort that costs too much.
    Choose life. Choose lightness. Choose clarity.

    And if you must eat bread, let it be rare, sacred, and made from ingredients your great-grandmother would recognize, not compounds your liver struggles to pronounce.

    Break free.
    Your body already knows what freedom feels like.
    It’s only waiting for you to remember.

    Thank you for the patience demonstrated in the reading.
    THE UNPOPULAR FACT ABOUT EATING BREAD We grew up thinking bread was a gift, something for the elite and special. In my town, it is in your subconscious that you buy bread while travelling. Bread came with warmth, laughter around breakfast tables, and quick dinners on tired nights. But no one told us that the same bread we trusted could become a slow poison stitched into our very bloodstream. Bread today is not the bread of our ancestors. It is a chemistry experiment, refined starch, stripped fiber, added sugars, hydrogenated oils, emulsifiers, bleaching agents, bromates, each ingredient hijacking our biology in ways our tongues can't taste, but our cells can't ignore. At the molecular level, that soft, fluffy slice explodes into glucose almost instantly. Your blood sugar surges like a river breaking its banks. Insulin pours out to contain the flood, but the damage has begun: fat lodges into the liver, mitochondria sputter under oxidative stress, your gut barrier cracks open, and inflammation becomes a permanent resident in your body. Bread is not just food anymore. It is instruction, a dangerous message telling your cells to store fat, to inflame, to age, to decay. The evidence is no longer hidden. As far back as 1916, Dr. J.R. Lowery, writing in the Texas Medical Journal, showed that bread was no innocent staple. He traced pellagra, a disease of dementia, diarrhea, and death, to poor-quality bread. Today, leading scholars like Professor Robert Lufkin show how bread fuels the global epidemics of type 2 diabetes, fatty liver, heart disease, cognitive decline, and autoimmune breakdown. Still, every morning in Nigeria and across Africa, the rituals continue. Bread with Akamu. Bread with noodles. Bread with sugary tea. Bread stuffed with beans. Bread as the cheap filler when hunger knocks and patience is thin. But while our mouths are satisfied, our bodies are paying debts we cannot see. The pancreas exhausted. The liver suffocating under fat. The gut inflamed and leaking toxins into the bloodstream. The brain clouded by silent inflammation. You think it’s normal to feel tired by noon. You think it’s normal to forget names, to wake up with back pain, to feel your skin dull and your moods crash without warning. But it is not normal. It is metabolic deregulation. It is the price of silent addiction. Bread is engineered to addict you. Not by taste alone, but by chemistry, through rapid glucose spikes and dopamine floods that hijack the reward circuits of your brain. You crave not because you are weak, but because the food was designed to make you need more. When you remove bread, you do not just lose weight. You reclaim energy. You reclaim focus. You reclaim clarity, skin vibrancy, digestive peace, metabolic dignity. Diseases the world accepts as normal, ulcers, gastritis, high cholesterol, type 2 diabetes, arthritis, fatty liver, begin to retreat when the bread trap is broken. This is not guesswork. It is clinical reality. It is biophysics. It is the quiet cry of your mitochondria for mercy. Our ancestors did not survive on bleached flour and processed oils. They ate foods that spoke the language of the body: roots, tubers, fresh grains, leafy greens, real proteins, slow-burning energy. Their bodies moved with the seasons, not against them. Their health was not perfect, but it was coherent, not this metabolic chaos normalized today. You have a choice. Every bite is a signal. Every meal is a decision. Either you build health, or you build dysfunction. I no longer eat bread. Not because of fear, but because of love, for my cells, for my future, for the silent miracles happening inside me every second I choose rightly. You owe yourself that love too. Bread is the comfort that costs too much. Choose life. Choose lightness. Choose clarity. And if you must eat bread, let it be rare, sacred, and made from ingredients your great-grandmother would recognize, not compounds your liver struggles to pronounce. Break free. Your body already knows what freedom feels like. It’s only waiting for you to remember. Thank you for the patience demonstrated in the reading.
    0 Комментарии 0 Поделились 326 Просмотры