hie hide id . Ndokumbira mundiisirewo mu group or chanel maybe ndingawanawo help. Ndirimurume 34yrz of age ndaitawo dambudziko ndakaita marriage yekutanga tikakonana after mai ndawabatira madhiri awaiita Saka takasiyana 2019 ndazotdvagawo mumwe mukadzi mugore ra2021 first year zvinhu zvaifaya tikazvarawo kamwana kedu after mwana dambudziko rakauya rekusamira zvinesimba kwenhengo yangu zvichingodaro kusvika izvezvi nhengo yangu inomira chete kana ndirikure nemukadzi vangu ndakasvika paari yotovata kana akaibatasei haisikumuka ndatambura ndiiwo chingawa chii

0 Kommentare
0 Geteilt
26 Ansichten
0 Bewertungen