*THURSDAY MORNING DEVOTION*
https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U
*Pakati pezvinhu zvese kuti zvizoburitse results zvotanga zvapinda neyatinoti process. Pakati pako nesadza panotanga papinda a process insanganisa _hupfu, mvura, moto nekuzozvisanganisa kuti rizove sadza raungadye iwewe_*
*Abram was 75 years old without a child asi hatina patakanzwa kuti akarega kunamata Mwari. Abraham was blessed abundantly but nekuda kwekut ainge asina mwana ainzwa sekunge zvese zvisina kumuitira ipapo anoramba achishimgirira pakunamata.*
Asina haazorore kutsvaga kusvika awana chero shoko rashe rotaura kuti *_Tsvagai asi muchawama gogodza asi muchazarurirwa kumbirai muchapihwa_*
There is power in association with others especially those who are at higher level than you.
Kana usina wotoshinga kuti zvakozviite kunyangwe ukatukwa nekushorwa ramba uchienda.
Problem yako ishamwari dzako dzaunotamba nadzo
Kana wakutsvaga shamwari tsvaga munhu anokukunda so unodzidzidza something from them.
Chinokonzeresa kut mwana wako arambe aridofo inyaya yekuti arikutambawo nematofo.
_*Shamwari yakondiani?* *Uye anokubatsira nei?*_
Mulife tamba nevanhu vanokusimudzira .
*Izvozvi wakarorwa or kuroora but friend yako haisi mumba*
KwaMwari kotodiwa persistent kuti zviite
Vanhu vane mari havangokubvumidze kuuya pedyo navo asi ukaramba uchishinga zvoita vanozokuunza pedyo navo.
Izvozvi wakazvarirwa town yauri nanhasi iwee buda munzvimbo imomo .
Hongu wakamitiswa but chiregazve kutamba nevakamitiswa vasina kuzoroorwa tamba nevakamitiswa but vakazoroorwa wekuti unobvunza kut kovasikana makazoiita sei kuti muzoroorwe
Look for the people who influence you good things
Famba nevanofamba
Abraham paanooneka hama dzake akuenda kunyika yaakaratidzwa apo Lot anoti neniwo ndikudawo kuenda zvechokwadi vakaenda vese
Tsvaga munhu anove a motive in your life.
*Nomatter wat you are going through in life,don't give up, keep going...your present situation isn't your final destination the best is yet to come.*
*Blessed morning good people,wish you a Fruitful Thursday!🙏🏽*

*💫THURSDAY MORNING DEVOTION*

0 التعليقات
0 المشاركات
107 مشاهدة