Signs dzinoita kuti tizive kuti akahuraa or akahurirwa ndiyani mu relationship. Uye akarambwa ndiyani akaramba mumwe ndiyani and aive akaperera ndiyani.
1. Kana uri iwe wakahura unowanzooneka nekuti zii soo nekunzwisisa why warambwa.
2. Asingaparidze kupera kwe relationship ndiye mharapatsetse hai shooter ma firimu mu relationship.
3. Anobatikana sterek ndiye akarambwa. Probably akahurirwa.
4. Anoratidza kufara sterek asi zvichioneka kuti ari ku pretender .. kuita seari ok after breakup ndiye ari kurwadziwa sterek. Iyeye aive akaperera.
5. Ano mover of real quick ndiye aive hure hombe mu relationship.
6. Anotaura nyaya dzayiitika mu relationship yake after breakup ndiye aive akaperera.

0 Comments
0 Shares
60 Views
0 Reviews