https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U
My Marriage advice even warikuda kuroorwa or vasikana garai maverenga
I know haasi maturusi anoshanda kwese kwese and haugone kutora maturusi andoshandisa mu marriage mangu womashandisa mako
But I hope we can share ideas as married couples with those who are about to get married ...my marriage is now 11 years oldand in those eleven years pakaipa zvekuti pamwe pacho I almost dumped it
Until ndazodzidzawo nekuverenga ma books and listening to other preachers
It's true we get married to people because we love thembut over the years I realized kuti love does not make marriage work or love is not enough mu marriage ...ukatarisa vese vakaita ma divorce vazhinji vacho still love each other izvezvi,vakatosangana vanogona kutorara vese but they divorced why?
Mu marriage mune zvimwe zvinouya zviri stronger than loveinogona kuva infidelity, negligence, abuse or misuse of finances or your partner anogona kutobudirwa nemudzimu zvawanga usina kumbobvira wafunga or kutarisira apa iwe your religion ichiri noo ma demon...zvekuti love won't save you.
Pamwe pacho you can ask someone,"do you still love him"wonzwa yes,"so why did you divorce him?"wonzwa haagarike naye anoshusha or anodhakwa or akandihurira but I still care?"
So what do you do then?I think the best way is to have knowledge and wisdom pamusoro pemunhu wako ne marriage yenyu,know how to handle infidelity,know how to handle abuse,know how to handle negligence....right now tikagara nevabereki vadu they tell us history yavo kuti,"baba venyu Ava vaindihurira ndika potsa ndaenda ini asi nhasi tane 40 years tese"...anyway it's something our generation won't tolerate no wonder we divorce even after three years yemuyedzo mu marriage hatina wisdom and knowledge yekuziva how to stay in a marriage
Our generation we easily let go,we no longer fight for relationships,even ma friendships chaiwo...we are so broken and weak.We have no time to wait and see if huri hudiki hwemunhu or mistake,we just jump out of the ship tichinopinda muneimwe futi same ship or worsehence we keep moving on instead of building out relationships

My Marriage advice 馃敟馃敟馃敟馃敟 even warikuda kuroorwa or vasikana garai maverenga
I know haasi maturusi anoshanda kwese kwese and haugone kutora maturusi andoshandisa mu marriage mangu womashandisa mako馃槱馃槱馃槱馃槱馃槱
But I hope we can share ideas as married couples with those who are about to get married 馃敟馃敟馃敟馃敟馃敟...my marriage is now 11 years old馃槀馃槀馃槀馃槀and in those eleven years pakaipa zvekuti pamwe pacho I almost dumped it馃毊馃毊馃毊馃毊馃毊馃毊
Until ndazodzidzawo nekuverenga ma books and listening to other preachers 馃敟馃敟馃敟馃敟馃敟馃敟
It's true we get married to people because we love them馃敟馃敟馃敟but over the years I realized kuti love does not make marriage work or love is not enough mu marriage 馃槀馃槀馃槀馃槀...ukatarisa vese vakaita ma divorce vazhinji vacho still love each other izvezvi,vakatosangana vanogona kutorara vese馃毊馃毊馃毊 but they divorced why?
Mu marriage mune zvimwe zvinouya zviri stronger than love馃挃馃挃馃挃inogona kuva infidelity, negligence, abuse or misuse of finances or your partner anogona kutobudirwa nemudzimu 馃槱馃槱馃槱zvawanga usina kumbobvira wafunga or kutarisira apa iwe your religion ichiri noo ma demon馃毊馃毊...zvekuti love won't save you.
Pamwe pacho you can ask someone,"do you still love him"wonzwa yes,"so why did you divorce him?"wonzwa haagarike naye anoshusha or anodhakwa or akandihurira but I still care馃槶馃槶馃槶馃槶?"
So what do you do then?I think the best way is to have knowledge and wisdom pamusoro pemunhu wako ne marriage yenyu,know how to handle infidelity,know how to handle abuse,know how to handle negligence....right now tikagara nevabereki vadu they tell us history yavo kuti,"baba venyu Ava vaindihurira ndika potsa ndaenda ini asi nhasi tane 40 years tese"...馃敟馃敟馃敟馃敟馃敟anyway it's something our generation won't tolerate 馃槀馃槀馃槀馃槀馃槀馃槀馃槀馃槀馃槀馃槀no wonder we divorce even after three years yemuyedzo mu marriage 馃毊馃毊馃毊馃挃馃挃馃挃馃挃hatina wisdom and knowledge yekuziva how to stay in a marriage 馃槀馃槀馃槀
Our generation we easily let go,we no longer fight for relationships,even ma friendships chaiwo...we are so broken and weak.We have no time to wait and see if huri hudiki hwemunhu or mistake,we just jump out of the ship tichinopinda muneimwe futi same ship or worse馃挃馃挃馃挃馃挃hence we keep moving on馃槱馃槱馃槱馃槱 instead of building out relationships
0 Commentarios
0 Acciones
123 Views
0 Vista previa