https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U

*Thursday morning Devotion!*

*Dzikisa Gejo A Must Read If You Are Thinking About Giving Up!!*

Ana Simon Peter havana kuchinja dam rekuredza hove asi vakaudzwa kuti vakande pakadzikadzika ... Nyaya haisi yekuchinja church ... Nyaya haisi yekuchinja basa ... Nyaya haisi yekuchinja murume ... Nyaya haisi yekubuda murelationship .... Nyaya haisi yekusiya business ... Nyaya haisi yekuchinja medication ... Asi nyaya iri pakuti urikuredza pakadini?

Chinamato chako chakamira sei amai. Skero yenyu yekunamata yakamira sei mukoma. Manamatiro enyu anokusiyayi papi. Dzikisai gejo hama dzangu.

Ana Peter vakarara husiku hwese vachiredza asi hapana chavakabata asi Jesu asvika akati kandai pakadzika dzika mambure akadambuka hove dzikawandisa. Havana kuchinja position kana dam but ipapo pavakarara vachitadza kubata hove ndipo pakadimbura mambure ... Mambure mamwe chete dam rimwe chete asi paita Jesu ati dzikisai pakadzika dzika.

You never married the wrong partner ayewa ... basa rako is the right job for you. You are in a right relationship ... Church yako iri right chose asi chinjai manamatiro ... There's no need for you to blame your husband asi Jesu vasvika vati dzikisa gejo ... Kana waimbonamata kamwe chete pazuva now wedzera nguva yekunamata ... Kana waingonamata usinga tsanye now it's time to fast ... Kana wanga usingagone kuverenga bible now it's time for you to buy your bible ... Urimo mumba imomo usina kutiza murume usina kuramba mukadzi chinja manamatiro ako ... Pabasa pako ipapo usati wakanda resignation letter dzikisa gejo ... Naye mukomana wako iyeye wauri kufunga kuti haarore pinda mu fasting ... Hakuna chinokona kana Jesu vareva .... Hazvichade munamato wesadza izvo zvave kuda kutosimbisa mambure ...!

Hazvinei kuti mave nenguva muchingochema dambudziko risingashanduke ... Hazvinei kuti mave nemakore muchingodanana pasina kuroorana ... Hazvinei kuti wagarisa pabasa usati wasimudzirwa ... Hazvinei kuti business rako rave ne nguva riri pa same position ... No need to change doctor nekuti hurwere hausi kushanduka ...!
Kana uchida bvunza miti inokuudza kuti ndaane 20 years ndiripano ndichitemwa nematombo vana vangu vachidyiwa mashizha angu ose achidonha mhepo, mvura zhinji nezuva zvinongondiwana ndiripano asi hapana kwandakaenda.

Hama ukava nemidzi munaJeso haufe wakawa, haudonhe unoramba umire, zvikuru modyara rudo muhana dzenyu kuti mweya waShe uwane pokugara.

Good morning family,
Have a blessed day!!🙏🏽
https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U *💫Thursday morning Devotion!* *Dzikisa Gejo A Must Read If You Are Thinking About Giving Up!!* Ana Simon Peter havana kuchinja dam rekuredza hove asi vakaudzwa kuti vakande pakadzikadzika ... Nyaya haisi yekuchinja church ... Nyaya haisi yekuchinja basa ... Nyaya haisi yekuchinja murume ... Nyaya haisi yekubuda murelationship .... Nyaya haisi yekusiya business ... Nyaya haisi yekuchinja medication ... Asi nyaya iri pakuti urikuredza pakadini? Chinamato chako chakamira sei amai. Skero yenyu yekunamata yakamira sei mukoma. Manamatiro enyu anokusiyayi papi. Dzikisai gejo hama dzangu. Ana Peter vakarara husiku hwese vachiredza asi hapana chavakabata asi Jesu asvika akati kandai pakadzika dzika mambure akadambuka hove dzikawandisa. Havana kuchinja position kana dam but ipapo pavakarara vachitadza kubata hove ndipo pakadimbura mambure ... Mambure mamwe chete dam rimwe chete asi paita Jesu ati dzikisai pakadzika dzika. You never married the wrong partner ayewa ... basa rako is the right job for you. You are in a right relationship ... Church yako iri right chose asi chinjai manamatiro ... There's no need for you to blame your husband asi Jesu vasvika vati dzikisa gejo ... Kana waimbonamata kamwe chete pazuva now wedzera nguva yekunamata ... Kana waingonamata usinga tsanye now it's time to fast ... Kana wanga usingagone kuverenga bible now it's time for you to buy your bible ... Urimo mumba imomo usina kutiza murume usina kuramba mukadzi chinja manamatiro ako ... Pabasa pako ipapo usati wakanda resignation letter dzikisa gejo ... Naye mukomana wako iyeye wauri kufunga kuti haarore pinda mu fasting ... Hakuna chinokona kana Jesu vareva .... Hazvichade munamato wesadza izvo zvave kuda kutosimbisa mambure ...! Hazvinei kuti mave nenguva muchingochema dambudziko risingashanduke ... Hazvinei kuti mave nemakore muchingodanana pasina kuroorana ... Hazvinei kuti wagarisa pabasa usati wasimudzirwa ... Hazvinei kuti business rako rave ne nguva riri pa same position ... No need to change doctor nekuti hurwere hausi kushanduka ...! Kana uchida bvunza miti inokuudza kuti ndaane 20 years ndiripano ndichitemwa nematombo vana vangu vachidyiwa mashizha angu ose achidonha mhepo, mvura zhinji nezuva zvinongondiwana ndiripano asi hapana kwandakaenda. Hama ukava nemidzi munaJeso haufe wakawa, haudonhe unoramba umire, zvikuru modyara rudo muhana dzenyu kuti mweya waShe uwane pokugara. Good morning family, Have a blessed day!!🙏🏽
WHATSAPP.COM
💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃 | WhatsApp Channel
💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃 WhatsApp Channel. *❤️MARRIAGE IS A BEAUTIFUL THING CREATED BY GOD,* *FOR YOU TO ENJOY IT THERE ARE SOME TIPS AND ADVICE YOU NEED TO LEARN:🌹* *6 SECRETS IN MARRIAGE THAT WILL SAVE YOUR RELATIONSHIP FOR BETTER!*🍹 Secret 1 *Everyone you marry has a weakness. So if you focus on your spouse's weakness you can't get the best out of his strength.* Secret 2 *Everyone has a dark history. No one is an angel. When you get married or you want to get married stop digging into someone's past. What matters most is the present life of your partner. Old things have passed away. Forgive and forget. Focus on the present and the future.* Secret 3 *Every marriage has its own challenges. Marriage is not a bed of roses. Every good marriage has gone through its own test of blazing fire. True love proves in times of challenges. Fight for your marriage. Make up your mind to stay with your spouse in times of need. Remember the vow For better for worse. In sickness and in health be there.* Secret 4 *Every marriage has different levels of success. Don't compare your marriage with any one else. We can never be equal. Some will be far, some behind. To avoid marriage stresses, be patient, work hard and with time your marriage dreams shall come true.* Secret 5 *To get married is declaring war. When you get married you must declare war against enemies of marriage. Some enemies of marriage are:* 1. Ignorance 2. Prayerlessness 3. Unforgiveness 4. Third party influence 5. Stinginess 6. Stubbornness 7. Lack of love 9. Rudeness 10. Laziness 11. Disrespect 12. Cheating Be ready to fight to maintain your marriage zone. Secret 6 *There is no perfect marriage.There is no ready made marriage. Marriage is hard work. Volunteer yourself to work daily on it.* *Marriage is like a car that needs proper maintenance and proper service. If this is not done it will break down somewhere exposing the owner to danger or some unhealthy circumstances Let us not be careless about our marriages.🙏*. 35K followers
0 Σχόλια 0 Μοιράστηκε 116 Views 0 Προεπισκόπηση